Charlie Kay’s Kumusha Lyrics

Misodzi ichiyerera
Baba vakataura zvavo
Natsa kwawakabva Peter, kwaunoenda husiku
Vakaburitsa chavo chikwama
Ndokuburitsa kadhora kasara
Vakapa mwana wavo, ndiyo nhaka yako
Misodzi ichiyerera
Usakanganwe mwanangu
Kudzoka, kumusha kumusha mwanangu
Kudzoka, kumusha kumusha mwanangu
Oooh zvingaome zvichirwadza usakanganwe ooh
Kdzoka kumusha, kumusha mwanangu
Usakanganwe mwanangu

Nguva yatorebesa makore matatu akapfuura
Amai vachingochema, vachichemera mwana wavo
Kana tsamba zvayo, haana kunyora
Kana dhora racho, haana kana kutumira
Saka misodzi ichiyerera, usakanganwe mwanangu
Kudzoka, kumusha kumusha mwanangu
Kudzoka, kumusha kumusha mwanangu
Oooh zvingaome zvichirwadza usakanganwe ooh
Kdzoka kumusha (kumusha), kumusha (kumisha)mwanangu
Usakanganwe mwanangu
Mwanangu mwanangu mwanangu mwanangu
Mwanangu mwanangu mwanangu mwanangu

kumusha kumusha mwanangu
Kudzoka kumusha
Oooh zvingaome zvichirwadza usakanganwe ooh
Kdzoka kumusha (kumusha), kumusha (kumisha)mwanangu
Usakanganwe mwanangu

You May Also Like