[VERSE 1]
Chishamiso
Tinoshamiswa nekuuya kwako
chipo che-u-penyu
Hautozivi mufaro waunopa [PRE-CHORUS] Kana pane chinhu
Chatinga kuudze
Uchitanga kufema kwekutanga
[CHORUS]
Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe [VERSE 2] Uchakura
Nekusimba
Mazuva ese
Upenyu hunooma
Zvinonetsa zvichauya kwauri [CHORUS] Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe
[BRIDGE]
Tichaedza kukutungamirira
Murwendo rwako
kukundikana kana kubudirira
Ichi chinoramba chiripo [CHORUS] Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe
Uri mwana washe
Tinoshamiswa nekuuya kwako
chipo che-u-penyu
Hautozivi mufaro waunopa [PRE-CHORUS] Kana pane chinhu
Chatinga kuudze
Uchitanga kufema kwekutanga
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe [VERSE 2] Uchakura
Nekusimba
Mazuva ese
Upenyu hunooma
Zvinonetsa zvichauya kwauri [CHORUS] Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe
Murwendo rwako
kukundikana kana kubudirira
Ichi chinoramba chiripo [CHORUS] Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe
Uri mwana washe